NziraFrom Wikipedia, the free encyclopedia Nzira (Nge. road, path) kana zhira, zvinoreva mukana unofambwa ungava unoshandiswa nemhuka kana vanhu. Vamwe vatauri kuchiManyika inoti gwanza. Masonga, mashonga kana mawira (meeting place of rivers or roads) apa kureva panosangana nzira kana nzizi.
Nzira (Nge. road, path) kana zhira, zvinoreva mukana unofambwa ungava unoshandiswa nemhuka kana vanhu. Vamwe vatauri kuchiManyika inoti gwanza. Masonga, mashonga kana mawira (meeting place of rivers or roads) apa kureva panosangana nzira kana nzizi.