NgomaFrom Wikipedia, the free encyclopedia Ngoma chiridzwa chinogadzirwa nedanda rine mhango pakati rinokakwa dehwe kune rimwe divi kana kuti mativi ose. Ngoma inoridzwa nemaoko kana nezvimiti.
Ngoma chiridzwa chinogadzirwa nedanda rine mhango pakati rinokakwa dehwe kune rimwe divi kana kuti mativi ose. Ngoma inoridzwa nemaoko kana nezvimiti.