MutsimbaFrom Wikipedia, the free encyclopedia Mutsimba (wrestling) zvinoreva kurwa vanhu vachisairirana, kukakatana, kukandana nokupingana nenzira yokuda kuratidzana masimba pasina zvibhakera chaizvo zvinokandwa.
Mutsimba (wrestling) zvinoreva kurwa vanhu vachisairirana, kukakatana, kukandana nokupingana nenzira yokuda kuratidzana masimba pasina zvibhakera chaizvo zvinokandwa.