Mhizha
From Wikipedia, the free encyclopedia
Shoko rokuti mhizha (a capable workman, craftsman, artisan) rinotaura munhu anozivikanwa nokugona kubata namawoko achigadzira zvinhu. Asi shoko iri rinoshandiswawo kutaura vamwewo vane hunyanzvi hwekuita mabasa emaoko, vangava vanoveza matombo, vanoveza mapuranga kana vanoruka zvikukwa zvinenge mabhegi kana shangu zvinoitwa nemawoko.
Mhizha kana ari anopfura simbi kuita matemo, mapfumo, mapadza nezvimwe zvesimbi anonzi mupfuri kana muchesa.
- Chakaitwa nemawoko kana chebishingo (Artificial).