Shoko rokuti masanga (chance meeting) rinoreva kusangana nemunhu kana chinhu musina kunge makazvironga kuti musangane. Vamwe vatauri vanoti mahwekwe asi mahwekwe anonyanya kutaurwa kana kuri kusangana nechinhu chakaipa.
Madimbu (fortunate coincidence) zvinoreva kusangana nerombo rakanaka kana kuti nechinhu chakarurama izvi zvichiitika pasina kunge parongwa kuti vichaitika.
Tsika
Tsumo
- Kudya masanga chikuru kuonana. Eating is incidental but the main thing is seeing one another.
Wikiwand in your browser!
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.