MadomasiFrom Wikipedia, the free encyclopedia Madomasi kana matomasi (tomato) kana kuti matomasi kana kuti mapuno, idzinde rinobereka muchero unotsvuka kana uchinge waibva unoshandiswa pakubika usavi. Domasi rine ganda gobvu nemukati mune chimunyepfu chine mhodzi mukati.
Madomasi kana matomasi (tomato) kana kuti matomasi kana kuti mapuno, idzinde rinobereka muchero unotsvuka kana uchinge waibva unoshandiswa pakubika usavi. Domasi rine ganda gobvu nemukati mune chimunyepfu chine mhodzi mukati.