From Wikipedia, the free encyclopedia
Hunhu, Unhu, Wunhu kana futi Vunhu (kana Uvunhu; uwunhu; uhunhu), pachivanhu; Munhu anokwanisa kunzi munhu, asi kana asina hunhu munhu iyeye akafanana nemhuka. Hunhu ndihwo hwunopa kuti vanhu vawone hwudzamu hwokuzvibata kwevanhu.
Vamwe vakafunda vanotaura kuti hunhu hwakafanana ne Utu we Chiswahiri. Ini ndinoti kwete. Munhu anokwanisa kuita uvunhu asi asina hunhu. Asi munhu haakwanisi kuita hunhu asina uvunhu. Munhu anoratidza kuzvibata kukuru, uyu ndiye anonzi anehunhu. Munhu akadai anoremekedzwa navose. Anonzi munhu pavanhu. Uyu anoratidza kudengezeka patsika dzake nekushaya kuzvibata anonzi haana hunhu. Kureva kuti haana kusiyana nemhuka dzemusango. Hunhu hachisi chinhu chinobatika asi chinhu chinoonekwa muzviito zvemunhu.
Pakutsanangura hunhu: Tinobatanidza zvinhu zvitatu.
Seamless Wikipedia browsing. On steroids.
Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.
Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.