Zvipfeko zvinhu zvinorukwa zvichishandiswa kuvhara muviri wemunhu. Vanhu vanosimira zvipfeko nezvikonzero zvakasiyana zvinoti:

  • Kupa muviri chiremera nokuti zvinonyadzisa kufamba munhu ari musvo.
  • Kushongedza muviri zvichiratidzawo hupfumi hwemunhu netsika dzaanokoshesa.
  • Kuvhara muvhiri kuti udziyirwe.
  • Kudzivirira kukuvadzwa kwemuviri kana munhu ari kuita mabasa akarema.
  • Kupfeka semucherechedzo wemhemberero dzakasiyanasiyana.
  • Kana chipfeko chichinzi chinonjenjemera kureva kuti chinowonesa zviri mukati - see through, sheer, transparent.
  • Mutambariko, mutambiko, mutariro kana mutariko (line stretched between poles for hanging things e.g. clothes).
Thumb

Mazita ezvipfeko

  • Chiyambaro (article of clothing) zvichireva chipfeko. Kuyambara ndiko kupfeka.
  • Bhachi
  • Chishongo (Article of clothing appropriate to the occasion; 2. War decoration) apa kureva zvipfeko zvakafanirana nenhambo yacho.
  • Mudhebhe
  • Nguwani
  • Mujivha
  • Hanzu kana hazu (outer garment; clothes; covering).
  • Rokwe
  • Jasi (coat).
  • Mukonde (bead belt worn by women).
  • Hembe (Shirt) zvichibva pazwi reAfrikaans rinoti hemp.
  • chibudura
  • Mbikiza (Short skirt) apa kureva siketi pfupi.
  • Handa (Laces). Kana iri imwe yonzi ruhanda.
  • Bhatani, gopero, butawu (button)

burugwe.( under wear)

  • Konopo (stud, button). Afrikaans inoti knoop (n. button).
  • Musiwa (scanty clothing, nakedness).
  • Mhishu kana chimhini (short article of clothing). Anga akapfeka mhishu yedhirezi.
  • Hanzu, nguwo, nguo, zvisimiro kana chafukwa (clothes).
  • Kuhiya (decorate excessively) zvireva kushongedza zvapfuura mwero. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mahiya?
  • Gwarava (leather bag).
  • Gwanda (Shirt with short sleeves).
  • Zvinemeso (jewelry) apa kureva zvishongo zvakadai semhete, ringi, mabhen'oro zvinopfekerwa mucheno. Kazhinji zvinogadzirwa nesimbi dzakakosha dzakadai sendarama, sirivha kana platinamu.

Mucheno

Shoko rokuti kupuvira kana kupurira rinoreva kuita chinhu nomutowo wakapfurikidza mwero wakaterama. Apa chiri kuitwa chingava: kupfeka mbatya dzakanakisa pamucheno; kukaringa kana kurunga chokudya chabikwa; huwandu zvezvinhu zvaunzwa kana kutengwa , zvichingodaro.

  • Mbuya vaChido vanga vakaita mucheno wokupurira pamuchato wemuzukuru wavo.
  • Gamuchirai akapuvira dovi mubota raakabikira Sekuru.
  • Kushonga (dress infine clothes).
  • Kupfekedza, kusimidza (to dress someone else).
  • Kupfeka, kufuka, kusimira (to dress oneself).
  • Kupfekenura, kukutunura, apa kureva kubvisa mbatya.
  • Kushandika, kushandura (to have inside out) apa kureva kupindurudza.
  • Kubvumbuka (to be worn thin, to be easily torn).
  • Kunema (smart, dressy and so perhaps to be vain as to one's appearance).

Zvipfeko Zvechinyakare

Nyaudzosingwi

  • Mbwandi, vandi kana petere (ideophone of Arranging clothing when sitting down).
  • Kumbwandira (Arrange clothing when sitting down).
  • kundu (ideophone of being uncovered e.g. without blanket; 2. of exposed e.g when wind blows up clothing).

Mitauro yeBantu

  • VaVenda vanoti muambaro (n. fashion). Mamwe mazwi tshiambaro (n. clothing; garment; dress). -ambara, -ambadza (v. clothe; dress).
  • VaBukusu vanoti chifwaara (n. outfit) kureva chipfeko. Mamwe mazwi: khuufwaara (v. wear, put on clothes, dress, arm, put on armor).
  • VaTaita vanoti mavalo (clothes) kureva zvipfeko. VaGanda vanoti kanzu (shirt) kureva sheti.

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.