![cover image](https://wikiwandv2-19431.kxcdn.com/_next/image?url=https://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/6/6f/Flag_of_the_Democratic_Republic_of_the_Congo.svg/langsn-640px-Flag_of_the_Democratic_Republic_of_the_Congo.svg.png&w=640&q=50)
Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo
From Wikipedia, the free encyclopedia
Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo (kureva Democratic republic of the Congo) kana futi Rutemabanze rwe Rudhende rwe Vukongo, inyika yakagadzikwa kuchipakati cheAfurika. Nyika iyi yakambodanwa pachihofisi uye nevagari vemo saZaire. Kuti isayaniswe Bhurazakongo, iyi inonzi Kinshakongo (kureva Kongo-Kinshasa) kana Dhi-Arasii (kureva DRC) uye Dhiara-Kongo.
Imwe horokodzwa Uyezve: "Kinshakongo", "Dhi-Arasii", "Dhiara-Kongo", Mitauro yepachihofisi ...
| ||||||||||||
| ||||||||||||
| ||||||||||||
National motto: Justice, Paix et Travail | ||||||||||||
![]() |
Vhura
Guta guru racho rinonzi Kinshasa.
Vanhu vekuKongo vanonzi Vakongo uye munhu mumwechete anonzi Mukongo/Mkongo, asi kana munhu achida kuzivisa Kongo iri kurevwa angati, Vakinshakongo uye munhu mumwechete anonzi Mukinshakongo/Mkinshakongo.