Clement Doke

From Wikipedia, the free encyclopedia

Clement Martyn Doke (1893 - 1980) vaive mazvikokota wezvemitauro yenyika dzevatema dzemuAfrica vari mugari wenyika yeku Chamhembe kwe Afurika, nyika yeJoni. VaDoke vaive muMissionary wekuSouth Africa. VaDoke vaive munyori mukuru wezvinyogwa zvakawanda zvinosanganisira ma Duramahwi emarudzi akawanda evatema ne Nhoroondo dzechinyakare dzemitauro yavatema vemuAfrica. Vainyora zvinyorwa zvavo zvese izvi vari mushandi weUniversity of Witwatersrand kubva mugore ra1923 kusvikira mugore ra1953. VaDoke vakava mazvikokota wemitauro yemuAfrica wokutanga kukanda pasi mavonero nenzira dzemaongororo emitauro anoenderana nemafungiro evarungu vokuEurope. Ndiye akatanga kunyora mitauro yechiBantu. Basa iroro rakazovakwa naGeorge Glynn Fortune kuti anyore mabhuku akaita seShona Grammatical Constructions.

Upenyu hwaC. M. Doke

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.