"Chayina Huru" (Nge: greater China) inzvimbo isina kurongwa yenzvimbo inogovana zvisungo zvekutengeserana netsika yeVahan (Machayina echiHan). Pfungwa ye "Chayina Huru" inoreva nzvimbo inowanzo batanidza Chayina Nyikahuru, Hong'u Kong'u (Hong Kong), Makawo, neTaiwani kuMabvazuva eEzhiya. Vamwe vaongorori vanogona zvakare kusanganisira dzimwe nzanga dze Chayina dzinogara pasirese senge Singapore. Izwi iri rinogona kuverengerwa kusanganisira "kubatanidza pakati penharaunda dzechiChayina nzanga".

Kushandisa

Makambani emarudzi mazhinji anowanzo shandisa izwi iri kutumidza dzimbahwe redunhu. Somuenzaniso, P & G anorishandisa zita Headquarter yaro romunharaunda muna Guangzhou kuti uyewo unoshanda Hong'u Kong'u uye Taipei, Taiwan. Epo inoishandisa kumuzinda wayo wedunhu muShanghai .

Masayunivhesiti pakati pemamwe masosi ekutsvagisa akadai seYunivhesiti ye Korumbiya anoshandisa izwi rekuti kudzidza kwenzvimbo.

Izwi iri rinowanzo shandiswa kudzivirira kusaunza kunetseka pamusoro pezvematongerwo enyika eTaiwani.

Wikiwand in your browser!

Seamless Wikipedia browsing. On steroids.

Every time you click a link to Wikipedia, Wiktionary or Wikiquote in your browser's search results, it will show the modern Wikiwand interface.

Wikiwand extension is a five stars, simple, with minimum permission required to keep your browsing private, safe and transparent.