Afurika ye Chamhembe
From Wikipedia, the free encyclopedia
Afurika ye Chamhembe kana Chamhembe che Afurika ichisi (kana rhijoni) yakagadzikwa kuchamhembe cheziwumbe re Afurika, inotsanangurwa zvakasiyana zvichienderana ne tarachisi kana utongachisi, uye inosanganisira pakati nyika shanu (nhika) kusvika makumimaviri (nhukira). Mavuso mashanu eMubatananidzwa weTsika dzeChamhembe cheAfurika (MTCA; muChingezi: SACU) dzagara dzichisanganiswa muChamhembe cheAfurika.
Imwe horokodzwa Nyika, Zoni dzenguva ...
|
Vhura